DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

dzangara dzangara dzangara

Shona Definition

Kuti dzangara dzangara kungoyerekana munhu asisaonekwi anzvenga kana kuti avanda. Makomuredzi akangoti pote seri kwechikomo, aa ndiye dzangara dzangara.

English Translation

Describes a person suddenly no longer being visible, having slipped away or gone into hiding. The comrades just went round behind the hill and off they were, dzangara dzangara.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.