DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

duku

Shona Definition

Kuti duku kunyarara munhu akangotarisa zvinoitwa. Musikana akasara akati duku chikomba chatorwa navakangwara. bwai .

English Translation

Describes a person falling silent and merely looking on at what is being done. Example: the girl was left speechless, her lover having been taken by shrewder people.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries