Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti dudu kudzokera kumashure munhu akatarisa mberi. Mbavha yakabva payakapaza ichiti dudu, payakaona vanhu vouya.
English Translation
Describes moving backwards while still facing forwards. The thief backed away dudu from the place it had broken into when it saw people coming.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kuti dudu dudu kufamba munhu akakotamira mberi, achizvivanza kuti asaonekwe navamwe.”
from dudu dudu“Kuti dudu dudu kufamba munhu akakotamira mberi, achizvivanza kuti asaonekwe navamwe.”
from dudu dudu