DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

chachapu

Shona Definition

Kuti chachapu kutorera munhu chaange akabata nokukasira uye uchishandisa chisimba. chapu, chachapuru, bvutu .

English Translation

Describes snatching from someone what they are holding, quickly and with force. Compare chapu, chachapuru, bvutu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries