DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

bvu

Shona Definition

Kuti bvu kuseka kwevanhu vakawanda nguva imwe. Paakadonha nebhasikoro, vanhu vose vakabva vati bvu kuseka. Kuti bvu kupfeka hembe refu inovharidzira kwese kwese. Kana chinhu chakanzi bvu chinenge chakawaridzwa. Kuti bvu kuparadzira zvinhu zvakawanda. Nhumbi dzaJoio dzaive dzakati bvu oaruware. Kana munhu akati bvu anenae akaneta zvikuru.

English Translation

Describes the sound of many people bursting into laughter at the same time, as when everyone laughed when he fell off the bicycle; also used of wearing a long garment that covers everything, of things lying spread out or scattered about in quantity, and of a person who is utterly exhausted.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries