Used in other entries
“Mvura inochucha kubva mudende rine buri.”
from -chucha“Kuti dodyo kuboora buri rakadzika.”
from dodyo“Ku dodyora kuitisa buri panhu pakaita somudhuri uchishandisa simba.”
from -dodyora“Kuti kwede kudonhera kungaite chinhu mune chimwe chinhu chakavhurika, chine buri, kana kuti mumwena.”
from kwede“Kuti gungunduru kukunguruka kwechinhu chine buri pakati, uye chinorema.”
from gungunduru“Jekiseni itsono, ine buri pakati panobuda nomushonga, inobayiwa nayo vanhu muzvipatara vachiiswa mishonga mumuviri.”
from jekiseni