DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

bubundu

Shona Definition

Kuti bubundu kutsenga kunoita munhu zvinhu zvakaoma, zvakaita senyimo.

English Translation

Describes the chewing of hard things, such as nyimo nuts.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries