DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

bufu

Shona Definition

Kuti bufu kutaura izwi rokupikisa munhu anenge ati vanhu vanyarare. Kana uchiti ndinonyepa, iti bufu, uvaone vachipinda muno iye zvino.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.