Browse Tsumo
Shona Definition
Kana uine chinhu chinoda kuitwa nhasi, hazvirevi kuti hauchazochiiti nemhosva yokuti waregera kuchiita kwezuva rimwe chete. Kune mazuva mazhinji ari mberi okuita zvose zvaunenge uchida.
English Translation
Failing to do something on the day it was meant to be done does not mean it can never be done. There are plenty of days ahead in which to finish what you intend.
Cultural Context
“Used to reassure someone who has missed a day's work or left a matter unresolved.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.