DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Usasvora mbodza neinozvimbira

Shona Definition

Chinhu chinosvoreka pakuonekwa kwacho ndicho chinowanzobatsira zvakanyanya kupinda chiya chinoyemurwa navanhu. Nedzimwe nguva chinhu chinotarisika zvinoshoreka chinogona kuzoipira munhu: sokuti vanhu vangasvora munhu akapusa vachiti haagoni kurwa asi ari iye anozorwa zvokuuraya munhu.

English Translation

What looks poor and is generally looked down upon often turns out to be of far more use than what everyone admires. Equally, what is in fact harmful is not always recognised as such in time.

Cultural Context

“Used to warn against dismissing something — or someone, such as a person thought simple or weak — on the strength of appearances.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.