Browse Tsumo
Shona Definition
Zvingangoperera mukutaura asi munhu asingazoendi rwendo rwake. Zvinodarowo mukuita zvinhu, munhu anofanira kuzova neidi kana ava kuita chinhu chacho kwete zvokungoti ndichati ndoita zvangu.
English Translation
A trip belongs to the one who has already shouldered his bundle: talk of going is not going. We credit a person's intention only once we see him actually preparing or carrying it out.
Cultural Context
“Said of someone who keeps announcing what he will do but never sets about it.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.