DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Paswerwa pane ziya

Shona Definition

Hapana chinhu chingaitwa chikasanetsa. Nyangwe chibasa chiri chiduku zvacho, kana chikanzi chibatwe chinotodawo nguva uye kuti munhu ashandise pfungwa pakuchiita.

English Translation

Any task, however trivial it looks, demands time, thought and exertion before it is finished. Nothing gets done without some effort being spent on it.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.