DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Murume kufuma kubuda mumba / kutumirira muromo

Shona Definition

Zviri pachena kuti kana munhu womurume akafumira pamba yomumwe murume anenge aine chamusimudza chaanoda kutaura. Hapana munhu angafumogugudza pamba pomuvakidzani asina mazwi aainawo.

English Translation

A man who sets out early in the morning is going somewhere to say something. Nobody knocks at a neighbour's door at dawn without a matter to raise.

Cultural Context

“Used of the fact that serious business calls for the right moment, and an unusually early caller has come with a purpose.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Chirume kufumira pachimwe / kumuromo chakatakura

A man who sets out at dawn to another's home comes carrying something on his lips. Such an early visit means he has news or a matter he is keen to speak about.