DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mufudzi wembudzi anopiwa nzeve

Shona Definition

Munhu anoita basa anosungirwa kuwanawo mubayiro wake. Kuti awane simba uye chido chokuita basa iri anofanira kupota achiwanawo zvinomufadza.

English Translation

The one who herds the goats is given an ear to eat: a worker has a right to his reward. Occasional rewards are what give him the strength and the willingness to keep doing the job.

Cultural Context

“Said in support of paying or rewarding someone for the work they have done.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.