Browse Tsumo
Shona Definition
Vanhu vanowanzofungira kana vaona zvinhu zvichiitika sokunge zvanga zvakarongwa kare. Kana mumwe munhu akabva pane imwe nzvimbo vanhu vakasara voshaya chimwe chinhu chavo vanofunga kuti ndiye achitora.
English Translation
People read guilt into a coincidence: when something disappears just as someone leaves, or a scavenger turns up with meat, suspicion falls automatically. Only proof of being elsewhere would clear the suspect.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
This is a variant of
Zvaita sei kuti chembere yorasika / bere rorutsa imvi?How does it come about that an old woman goes missing and at the same moment a hyena brings up grey hair?