DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Gore musandu

Shona Definition

Zvinhu zvinosanduka sokufamba kwenguva. Kana munhu akawana makomborero gore rino hazvirevi kuti gore rinouya anotofanira kuawana zvekare. Saizvozvo, uya anenge ashayiwa makomborero gore rino angangogona kuawanawo mumakore anotevera.

English Translation

Each year brings its own change: good fortune this year is no guarantee of the same next year, and a bad year does not condemn you to another one. It also carries the sense that a chance seldom comes round twice.

Cultural Context

“Used to temper both confidence after a good year and despair after a bad one.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.