Browse Tsumo
Shona Definition
Munhu kana aita chinhu chokuzvidira hapana waanopopotera kana chaipa nokuti ndiye anenge azvidira.
English Translation
If a person does something voluntarily, they don't complain to anyone if it goes wrong because they volunteered to do it.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.