Browse Tsumo
Shona Definition
Munhu awana chinhu chitsva nhasi haafaniri kudadira uya ane chitsaru nokuti ane chitsva uyu ainge asina chinhu iye uya wechitsaru ainacho. Zvekare kuti munhu awane chitsva anotochiwana atambura.
English Translation
Whoever has just acquired something new should not look down on the person with the worn one, for the owner of the new thing once had nothing while the other already had his; and anything new is only come by through hardship.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
This is a variant of
Ane jira ndeane rukunara (rusakara) / ane idzva akariwana meso atsvukaThe owner of the worn-out blanket has been comfortably covered all this time, while the one showing off a new blanket only obtained it through struggle and strain.