Showing results for in Madimikira
Kuyaruka/kuva wakura zvokugona kuroorwa
Puberty/being old enough to get married
Kurara kwemunhurume nemunhukadzi
Sexual intercourse between a man and a woman
Munhu kana afa haachina mhaka nemunhu
A dead person has no more obligations to the living.
Kuchenura/kudzora mweya womufi mumusha
Cleansing/appeasing the spirit of the deceased in the home
Kuenda kun'anga kuti vaone kana guva risina kupiswa
Going to the traditional healer to see if a grave has not been desecrated by fire.
Kuita bonde kwemunhu akafirwa guva reakafa risina kurohwa
Sexual intercourse with a bereaved person before the deceased's grave has been marked/paid for.
Kupopota zvikuru
Arguing loudly
Kukwazisa muchiombera nokutaura chidawo chemunhu wamuri kukwazisa
To greet someone respectfully by stating their totem.
Akafunda zvikuru
He/She studied hard.
Kuvaudza zvavanofarira kuita kuti upenyu hunake
Sharing their interests to make life better
Kufarisa
To be happy/To please
Kupa munhu mazano anovaka
Giving someone constructive advice
Kunaka/kuyevedza
Beauty/attractiveness
Kupiwa murume mumhuri kwemukadzi mushure mekunge wake chaiye afa
Being given a husband in the family for a woman after her own has died
Kutiza apo unenge woda kurwiswa
Fleeing when you are about to be attacked
Kuita pamuviri/kuita nhumbu/kuzvarwa mwana
Pregnancy/Being pregnant/Childbirth
Kuchenesa mweya womufi kuti ugone kuzochengeta mhuri yawakasiya
To cleanse the spirit of the deceased so that they can protect the family they left behind.
Kurwarisa vemhuri vapenyu vane ukama nemunhu akafa
To console the living relatives of the deceased.
Kushanda kwemunhurume kwaanatezvara kuti apiwe mukadzi
The work a man performs for his father-in-law in order to be given a wife.
Kurambisisa zvachose
Absolutely refuse
Kuita upfambi
Prostitution
Kuuudza nokushora vanhu vane uori
Speaking out against and condemning people who are corrupt
Kuva vakaroorwa/kuva nemusha nemhuri yavo
Being married/having a home and their family
Kumhanya uchitiza
Running away
Kunyepedzera kurwadziwa nedambudziko remumwe
To feign sorrow for another's misfortune
Kushaya musha wekudzokera kana warambwa nemurume
To have nowhere to return after being rejected by a husband.
Zvatadza kupera
It failed to finish
Ndonyarara chete kana ndafa
I will only be quiet when I am dead.
Kuwirwa nedambudziko usingazivi
Being struck by misfortune unexpectedly
Kununurwa panjodzi
Disaster recovery
Kugarika zvikuru
Very peaceful
Kubatsirana kurohwa
Mutual assistance in striking/fighting
Kusvibisa guva
Desecrating a grave
Kubatana pakuita chinhu chinounza budiriro
Unity in doing something brings success.
Kupinda mudambudziko nechinhu chidiki diki
Making a big deal out of something small.
Kutsamwa zvakanyanya
Very angry
Kuenda zvekusadzoka
A point of no return
Kuita munyama wakakura
To make a big mistake
Kumbundirana nekudonha mose
Hugging and falling together
Munhu anotyisa kana atsamwa
A person is frightening when angry.
Kurambisisa
Perseverance
Kukuvadza mumwe munhu muchihwande asingafungire
Used of harming another person while in hiding, without their suspecting it.
Kuita zvinhu nemazvo
Doing things properly
Kudzokera kumusha kwavo varambwa
Returning to their village after being divorced
Kumhanya zvakanyanya
Running very fast
Kuita pamuviri
Pregnancy
Kuve nehunhu hwakashata
Having a bad character
Kuve nehasha zvikuru
To be very angry
Kubatsirana
Helping each other
Vasikana vanongogara nevakomana vakareruka
Girls only date light-skinned boys.