DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

wire-e

Shona Definition

Kuti wire-e kumbundirana kunoita vanhu kana vasangana vachimhoresana. Mai nomwana vakati wire-e kumbundirana nomufaro.

English Translation

Describes the embracing of people when they meet and greet one another. Example: a mother and child embraced one another joyfully.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.