DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

way a

Shona Definition

Kuti waya kurira kunoita mari yemasirivha ikange yadonhedzwa. Kuti waya kumwaya mbeu kana tsanga pasi mumunda. -kusha .

English Translation

The ringing sound made by silver coins when they are dropped. Also describes scattering seed or grain on the ground in a field. Cf. -kusha.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.