DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

wadzu

Shona Definition

Kuti wadzu kubuda kwezvinhu zvakawanda. Kuti wadzu kudhonza chinhu chichidambuka. Kuti wadzu kurova nembama zvakasimba.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.