Used in other entries
“Munyeyi ishamwari yemhuri inonzi inokwanisa kuviga vanhu vemhuri iyi kana vachinge vafa.”
from munyeyi“Paradhiso inzvimbo inonzi navaKritsu vanhu vakanaka vanoenda kana vafa.”
from paradhiso“Vatsvene chete ndivo vanoenda kudenga kana vafa.”
from tsvene