Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti tsvikiti kuva munhu akasimba chaizvo. Kuti tsvikiti kuvapo kwezvinhu zvakawanda, uye zvakanaka.
English Translation
Used of a person being very strong indeed. Also used of things being present in great quantity and of good quality.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.