Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti tesva kunyura zvakadzika mumadhaka, kana mune zvimwewo zvakanyorovera. pesva .
English Translation
Describes sinking deep into mud or into other soft things. Compare pesva.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku tesva kupinza kunoita muromo wetsono kana nyanga dzen'ombe.”
from -tesva“Kuti tesva tesva kufamba panzvimbo pasingaiti kuti uvepo nenguva dzisingatarisirwi, uye uchinge munhu asina chinangwa.”
from tesva tesva“Kuti tesva tesva kufamba panzvimbo pasingaiti kuti uvepo nenguva dzisingatarisirwi, uye uchinge munhu asina chinangwa.”
from tesva tesva