Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti svoto kusvuura gavi, kana kubva kweganda romunhu anenge atsva.
English Translation
Describes the stripping of bark-fibre (gavi), or the peeling away of the skin of a person who has been burnt.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku minyura kutaura zvinhu zvisinganzwikwi, kana zvine svoto kune vakateerera.”
from -minyura