DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

suduru

Shona Definition

Kuti suduru kubva pawanga, uri uchienda nechekure zvishoma. Pavaitaura nyaya dzomusha wavo vakamboti suduru kubva pana vanhu.

English Translation

Describes moving from where you were and going a little way further off, as when people shifted a short distance away from others while discussing their family affairs.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.