Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti sika kuiita chinhu nemoyo wose usingadzokeri sure. Kana mukoma vakati sika kuridza gitare, hautsukuduri.
English Translation
Describes doing something wholeheartedly, without turning back; if your elder brother says sika to playing the guitar, you will not budge him from it.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku sika kuita kuti chinhu chisipo uye chisati chakambovepo chivepo, pasina kuchigadzira nezviripo kare.”
from -sika