DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

sandu

Shona Definition

Kuti sandu kuchinja zvawanga uchitaura kana kuita. Akambobvuma kuti akaba akabva atizve sandu, oramba.

English Translation

Describes suddenly changing what you were saying or doing. He had admitted stealing, then went sandu and denied it.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.