Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti rwi kuunganidza zvinhu panhu pamwe, nguva imwe. Akati huni pamadziro rwi.
English Translation
Describes gathering things together in one place at one time. He stacked firewood against the wall rwi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.