Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti rarara kuparadzwa zvisingagoni kugadzirika kwezvinhu zvakawanda. Kana zvinhu zvakati rarara zvinenge zvakareba zvakaenzana, zvakawanda.
English Translation
Describes the destroying of many things beyond any possibility of repair. Also, when things are rarara they are many and of equal length.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Munya isadza rinenge rarara.”
from munya“Sokuti pachinzvimbo chokudya zvaro mbudzi yose, bere rorarira mhashu, zvinoratidza kuti harina charadya, rarara nenzara.”
from Hapana chembwa / tenzi wararira mutakura