DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

pitipiti

Shona Definition

Kuti pitipiti kupinda nokukasira mumba kana pamwe panhu, kwemhuka kana vanhu vakawanda vachiteverana. Kuti pitipiti kupinda kwechinhu zvakadzama, mune chimwe. Geja rakati pitipiti muvhu mushure mokunaya kwemvura yakawanda. Kuti pitipiti kufambisa chinhu chakaita semuswe uchienda pasi nokumusoro, sezvinoita mhuka kana dzichimhanya.

English Translation

Describes hurrying into a house or other place, of animals or of many people following one after another; also the deep penetration of one thing into another, as a plough goes into the soil after heavy rain. Also used of moving something like a tail up and down, as animals do when running.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries