Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kana uchiti pindu unenge uchichinja gwara rawanga uchifamba naro wotora rimwe, kana kuchinja pfungwa dzako maererano nezvawanga uchiita kana kuti zvavanga uchida kuita.
English Translation
Describes turning off the path you were following and taking another, or changing your mind about what you were doing or intending to do.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.