DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

pfunzunu

Shona Definition

Kana chinhu chichiti pfunzunu , panga pakamonana kana kusunganidzwa panenge pachibva kana pachitasanuka. monono, putunu .

English Translation

Used of something that was twisted or tied together coming undone or unravelling.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.