Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti pfocho kumanya uchitiza, zvikuru kana wakurirwa kana kuti uchitya kukurirwa newaunenge uchitiza.
English Translation
Describes running away in flight, especially when one has been overpowered or fears being overpowered by the one being fled from.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Chimbinyu munhu asingatani kutsamwa nokupindura pfocho.”
from chimbinyu