DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

pfi pfi

Shona Definition

Kana vanhu vachiti pfi pfi vanenge vachiseka asi vachiedza kuvharidzira kuseka kwavo.

English Translation

Used of people laughing while trying to stifle or conceal their laughter.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.