Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti pata ruzha runoitwa nechinhu chakaita sedhaka kana poriji, kana zvawira pasi.
English Translation
The noise made by something like mud or porridge when it falls to the ground.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana munhu aka pata anoita zvinhu zvisingaratidzi pfungwa dzakadzama, uye zvinosvoresa nevanhu.”
from -pata“-pata .”
from -pusa