DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

ndonye

Shona Definition

Kuti ndonye kuzadza chikafu mumukanwa usina hanya nekuti uri kudya sei. Kuti ndonye kuchonya kunoita munhu ziso achikasika.

English Translation

Describes stuffing food into the mouth without any care for how one is eating. Also describes a person winking the eye quickly.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries