Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti ndengende kuzunguzika zvine simba, sezvinoita ivhu kana pasi kana nyika isina kugadzikana. Mahwindo edzimba akati ndengende pakatanga kudengenyeka kwenyika.
English Translation
Describes shaking violently, as the soil or ground or earth does when it is unsteady. Example: The windows of the houses went ndengende when the earthquake began.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.