DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

kwedeya kwedeya

Shona Definition

Kuti kwedeya kwedeya kufamba kungaita munhu zvishoma uye achiratidza kuneta.

English Translation

Describes the way a person may walk a little while showing signs of tiredness.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.