Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti kwakwanu kunamanuka kunoita chinhu pachange chiri. Akati kabhandeji kaainge ainako kwakwanu zvinyoronyoro, nekuti kaive kanamirana nevhudzi remumakumbo ake.
English Translation
Describes the peeling away of something from where it was stuck, as in: he eased off the bandage he had on gently, because it had stuck to the hair on his legs.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.