DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

kutu-u

Shona Definition

Kuti kutu-u kunhuwa zvinovharirira kwese kwese, zvikuru mushure mekunge munhu asura.

English Translation

Describes a stifling smell that hangs everywhere, especially after someone has broken wind.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.