Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti kono kupa munhu chinhu uchiratidza kuti hauna chido chekumupa, asi uri kungomupawo zvekuti hapana zvaungaiti.
English Translation
Describes giving something to someone while showing that you have no wish to give it, handing it over only because there is nothing else you can do.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.