Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti kodoma kungogara munhu asina zvaari kuita. Ndamuwana akati kodoma zvake kugara asi mumba musina kana chati chamboitwa.
English Translation
Used of a person simply sitting idle with nothing to do, as in: I found him just sitting there, yet nothing at all had been done in the house.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.