DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

kiriri

Shona Definition

Kuti kiriri kutsika kwaunoita bhora uchirimisa. Kutiti kiriri kumaka kwaunoita munhu muchitamba, nhabvu paya paunenge wava kuedza kumutorera bhora racho.

English Translation

Describes stepping on a ball to bring it to a standstill. Also used of marking an opponent in a game of football when you are trying to take the ball from him.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.