Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti kibi kuzora kana kuti kudira zvakapfurikidza. Marwei wacho akanga akati mafuta kumeso kibi, hanzi ndiyo cheno. Muroora akabva ati sauti kibi mumuriwo, vanhu vakange vachatadza kuudya.
English Translation
Describes smearing or pouring something on in excess. Examples: Marwei had smeared oil on her face (kibi), saying it was the fashion; the daughter-in-law put so much salt (kibi) in the relish that people could not eat it.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“kibi .”
from kichi“kibi .”
from kichi