DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

gwiba

Shona Definition

Kana motokari dzikati gwiba dzinenge dzabonderana. Kuti gwiba kuunza nyanga pamwe chete kunoitwa nehandira dzichirwa. dhuma . Kuti gwiba kudzivira panga pakashama.

English Translation

Describes vehicles crashing into one another and denting each other; also the bringing of horns together as bulls do when fighting. Also used of blocking up an opening that stands gaping.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.