Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti gwebu kukwatura chivharo kana dombo rakaita gwandefa kuti uone zviri pasi. Akati gwebu gwandefa ndokubva aona chinyavada.
English Translation
Describes prising off a lid or lifting a flat slab of stone to see what is beneath it. He lifted the flat stone gwebu and saw a scorpion.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.