Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti gwadara kudonhera pasi. Akainzi iyo tsvimbo ndokubva ati gwadara pasi.
English Translation
Describes dropping or falling flat to the ground. He was struck with that knobkerrie and fell flat on the ground.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“gwadara .”
from hurwada“Kuti gwadara gwadara kurwisana nokumuka kunoita mhuka yanga yakarara pasi.”
from gwadara gwadara“gwadara .”
from guda“- guda, -gwadara .”
from gurwada“gwadara .”
from gwabadara“gwadara .”
from guda