DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

gurwada

Shona Definition

Kuti gurwada kupfugama kunoratidza kuzvininipisa kana uchipa munyarikani chinhu. Muroroora akati gurwada pasi, achitambidza amwene chingwa. Kuti gurwada kupfugama zvinoratidza kuti mabvi haana simba. -guda, - gwadara .

English Translation

Describes kneeling down in a way that shows humility when handing something to a person one holds in respect. Example: the bride knelt gurwada on the ground as she handed her mother-in-law the bread. Also describes kneeling in a way that shows the knees have no strength. Compare -guda, -gwadara.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.